Tsoropodzo yeBhaibheri isingatengeswe

Tsoropodzo dzakarongwa mumhando yePDF uye dzinogona kuverengwa kuchishandiswa nzira yekuverenga ye "Adobe" ©

Zimbabwe Zambia
Vhangeri Yajohani, 1, 2 na 3Johani
(Gospel of John; 1, 2 and 3 John)

Varoma
(The Book of Romans)

Dzidzo isingatengeswi yeBhaibheri ino, iyo inowanikwa padzimudzangara yakanangana nekupa tuso yakadzama yebhaibheri. Ndiro chete tsime rokutenda (Ruponeso) nokuita (Maramiro echiKristu). Chishangurira chokupirikira bhaibheri ndechekutsvaga chinangwa chemunyori wegwaro remubhaibheri, nenzira ye
  1. Sarudzo yemhando yemanyorero
  2.  Chimiro chezviri muchinyorwa
  3.  Sarudzo yezvivakamurauro
  4. Sarudzo yemazwi
  5.  Kunyora nechimiro chenhoroondo yemunyori
  6.  Mwaravara inofambirana (mupirikiri wemhando yepamusoro wegwaro rakatuswa ndiro gwaro racho rakatuswa neMweya. Bhaibheri ijengetazvinyorwa.
 Munyori, munhu akadzidziswa nenzira yepamusoro (Tarira denengudzo yerutendo yake pa www.freebiblecommentary.org padzimudzangara) muzvidzidzo zvemhando dzoupirikiri (hwebhaibheri) uye anoedza:
  1. Kukurudzira kuzviverengera bhaibheri (Iwe, Bhaibheri neMweya Mutsvene muri pamusoro pazvose).
  2. Kukubatsira kutarisisa nzwisiso yako yebhaibheri nokukupa dzimwe nzira dzokupirikira.
  3. Kana chinangwa chokutanga (kureva chirevo chimwe) chaoneka, chinofanira nomupenu! Pane mashandisiro akawanda, asi chinangwa chemunyori chinongova chimwechete.
  4. Zvimiso zvezvidzidzo nemhando dzoupirikiri hazvigoni kukutaurira kuti chinyorwa chinoreveyia asi zvinogona kukubatsura kuona zvisangarehui nechinyorwa!
  5. Zvidzidzo zvemhando dzokupirikira zvinopa donongondzo rezvinhu zvinodiwa mukudzidza shoko. Chimwe nechimwe choupirikiri chinokosha , asi vapikiri vechizvinozvino vanongobvunza mubvunzo unokuti , “Ko ichi chunyorwa chinorevei kwandiri ?”. Apo mubvunzo Wanaka uri wekuti “Ko munyori wokutanga, muzvinagwaro, (anova ndiye oga akatuswa neMweya) aimboreveiko pamazuva ake?” Uye “ko chokwadi ichochi chinoshanda sei mumazuva angu?”
Ndinovimba kuti dzidziso yangu yezvidzidzo zvemhando dzokupirikira dzakukomborerai pamwe nokuti tsoropodzo dzendima yoga yoga dzakuisayi pedo naMwari.

Dr Bob Utely
Muzvinafundo wezvidzidzo zvemhando dzokupirikira akasiya basa
 
Copyright © 2013 Bible Lessons International, P.O. Box 1289, Marshall, TX 75671, USA